Chikafu-nekurima
Accessibility links Endai kuzvinyorwa zvashandiswa [#content] Endayi kumuzinda wekunevhigeta Endai Kunotsvaga Tsvaga Learning English Ndebele Zimbabwe Tsvaga Mitauro Previous Next 0 Breaking News Previous Next 0 Live Chikafu-nekurima Kurume 15, 2016 UNICEF Inoti Vana Vakawanda Vane Zvirwere Zvinokonzerwa neKushaya Chikafu Chakakwana VaZindi vanoti gwaro rakaburitswa neZimbabwe Vulnerability Assessment Survey rakaburitswa mwedzi wapera rinoratidza kuti vanhu vanosvika 2.8 million vari kumaruwa vanoda rubatsiro rwechikafu. Kurume 14, 2016 Vanorarama neHIV/AIDS Vochema kuHurumende Vachiti Vanodya Chikafu Chinokodzera VaStanley Takaona vesangano re Zimbabwe HIV/AIDS Activist Union Community Trust, avo vanoraramawo neHIV, vanoti mapiritsi anorwadza zvikuru akanwiwa pasina chikafu. Kurume 09, 2016 Huori neChioko Muhomwe Zvonyanya Muzvipatara kuBuhera West? Vagari vekuBuhera West vanoti havasi kufara nemabatirwo avari kuitwa kuzvipatara uko vanonzi vatenge mishonga yekurapa iyo inosungirwa kunge ichipihwa pachena kuvazhinji vanoshaya. Kurume 08, 2016 Rimwe Gweta Rinoti Hurumende neMakambani ekwaMarange Ngavataurirane Kwete Kuenda kuMatare Gweta rinoona nezvemitemo mumabasa VaRogers Matsikidze vanoti hurumende inofanira kuita hurukuro kunze kwematare nemakambani ange achichera mangoda kwaMarange vachishandisa mutongi gava kana kuti “Alternative Dispute Resolution”. Kurume 02, 2016 Vanhu Voziya neNzara kuManicaland Vanhu vakawanda mudunhu reManicaland vanoti vakatarisana nenzara inotyisa sezvo zvirimwa zvavo zvisina kuita zvakanaka nepamusana pekushanduka kuri kuita mamiriro ekunze. Kukadzi 29, 2016 VaMugabe Havakwanisi Kumisa Kupesana Kuri muZanu PF? NeMugovera dunhu reGreat Zimbabwe Monuments kuMasvingo rakave muzinda wemafaro zvichitevera mabiko ekupemberera bhavhadhe remutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe akaitirwa panzvimbo iyi, izvo zvakaita kuti vemamana epedyo neekure vakakoromoke kunodya nekunwa. Kukadzi 26, 2016 Highlanders Yopemberera Kusvitsa Makore Makumi Mapfumbamwe Pamusoro pezvo kuchave nemabiko ekupembera kusvitsa makore makumi mapfumbamwe kwechikwata cheHighlanders uko mukuru wacho, VaNadumiso Gumede, vakavimbisa mumimhanzi pamwe nenhabvu zvepamusoro soro muBarbourfields Stadium neMugovera. Kukadzi 26, 2016 Kuratidzira Kunotadza Kuitika kuBhavhadhe raVaMugabe Kuratidzira kwange kwakarongwa nevamwe vechidiki senzira yekuudza mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, kuti vasatambise mari yakawanda pamabiko ebhavhadhe ravo nyika yakatarisana nenzara, hakuna kuzoitika. Kukadzi 25, 2016 Vamwe Vochema Vachiti VaMugabe Voshandisa Mari Yakawandisa yeBhavhadhe Ravo Mari ichashandiswa pabhavhadhe raVaMugabe inonzi inokwanisa kutenga zviuru zvitatu zvematani echibage Kukadzi 22, 2016 Vechidiki Voratidzira neChishanu Kusafarira Bhavhadhe raVaMagube kuMasvingo Vechidiki ava vari pasi pemusangano we Youths for Advocacy Reform and Democracy, Yard, vanoti vanoona zvisina kukodzera kuti vatungamiriri ve Zanu PF vaite mabiko emari yakawanda inosvika zviuru mazana masere emadhora ivo vachifa nenzara. Kukadzi 19, 2016 Bhavhadhe raVaMugabe Roshaisa Vanhu Mufaro kuMasvingo Ongororo yaitwa ne Studio7 yaratidza kuti vagari vekuMasvingo havana mufaro wakanyanya nepamusana pekurwisana kuri kuitika muZanu PF. Rodhai zvimwe Mungangodewo Mitambo Dambarefu raAlick Macheso Rotenderedza Musoro Vakawanda Matongerwo eNyika ZIMRA Yotora Mari yeKanzuru yeChinhoyi Mitambo Vatsigiri veZimbabwe Warriors Vogunun'una Nekuita Mangange neSwaziland muMakwikwi eAfrica Nations Cup. Matongerwo eNyika Heal Zimbabwe Trust Yodzidzisa Vanhu Pamusoro peBhiri reNPRC Matongerwo eNyika Vakatyorerwa Kodzero Dzavo muNyaya dzezveMatongerwo eNyika Vanoti Vanoda Kuripwa Back to top Titevereyi Nhau Matongerwo eNyika Kodzero-dzevanhu Mari-nehupfumi Hutano Mitambo Misoro yeNhau Chirongwav Nhau dzeShona Studio 7 Muzinda Wemifananidzo VOA60 Africa VOA60 World VOA60 America Zvatiri Tibateyi Zvamunosungirwa Kuita Pamwe neChiziviso Chekuzvivanza VOA Africa Afaan Oromoo Amharic English French Hausa Kinyarwanda Kirundi Ndebele Portuguese Somali Swahili Tigrigna Zimbabwe XS SM MD LG