Muimbi anemukurumbira Jah Prayzah anoti basa rake nderekufadza vatsigiri vake uye akabatana nemuimbi Diamond Platnumz pakaimbo kavo "Watora Mari" ako vacharidza kuHarare International Conference Centre neChishanu manheru. Ngatinzweyi hurukuro yaitwa naMarvellous Mhlanga-Nyahuye na Jah Prayzah.