Voice of America http://www.voashona.com Voice of America is an international news and broadcast organization serving Central and Eastern Europe, the Caucasus, Central Asia, Russia, the Middle East and Balkan countries http://www.voanews.com/Content/responsive/VOA/img/rssLogo.gif Voice of America http://www.voashona.com sn 2016 - VOA 60 Tue, 25 Oct 2016 09:45:50 +0200 Pangea CMS – VOA VaMzembi Votsvaga Rutsigiro rweKutungamira UNWTO muAmerica Gurukota rinoona nezvekushanyirwa kwenyika VaWalter Mzembi vari muNew York kuUnited Nations nemutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vachiyedza kutsvaga rutsigiro rwekuti vaite munyori mukuru wesangano reUnited Nations World Tourism Organization kana kuti UNWTO. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3519184.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3519184.html Wed, 21 Sep 2016 21:25:53 +0200 Kodzero-dzevanhuMatongerwo eNyikaUNGA 2016noreply@voanews.com (Chioneso Jani) Zvizvarwa zveZimbabwe Zvakasangana naVaObama Zvodzokera kuMusha Zvizvarwa zveZimbabwe nezvimwe zvekune dzimwe nyika zvange zviri muAmerica muchirongwa cheMandela Washington Fellowship zvatanga kudzokera kumba zvichifara nezvidzidzo zvazvakaita munyaya dzebudiro munyika dzemuAfrica. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3452095.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3452095.html Fri, 05 Aug 2016 23:47:21 +0200 Matongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Amai Clinton naVaTrump Votatsurana Musarudzo dzemuAmerica Mari iyi inoshandiswawo kubhadhara vanhu vanenge vachishanda kukurudzira vanhu kuti vavhotere vaviri ava. Sangano re Federal Election Commission rinoongorora nyaya dzemari dzesarudzo rinoti muna Chikunguru Amai Clinton vainge vaine mari inosvika mamiriyoni makumi mana nemana ukuwo VaTrump vaine mari inosvika mamiriyoni makumi maviri. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3447716.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3447716.html Wed, 03 Aug 2016 20:38:55 +0200 Matongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Amai Hillary Clinton Votarisirwa Kutaura Nhasi paMusangano weDemocratic Convention muAmerica Amai Hillary Clinton nhasi vari kutarisirwa kutaura pagungano reDemocratic Convention kuPhiladelphia. Amai Clinton ndiwo mudzimai wekutanga kusarudzwa kuti vamirire bato guru musarudzo dzemutungamiri wenyika mAmerica. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3438802.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3438802.html Thu, 28 Jul 2016 19:29:31 +0200 Matongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) VaObama Votarisirwa Kukurudzira Vanhu kuVhotera Amai Clinton Mutungamiri wenyika yeAmerica VaBarack Obama nhasi vari kutarisirwa kutaura pamusangano weDemocratic National Convention uyo wapinda muzuva repiri. http://www.voashona.com/a/zimbabweans-seek-medical-help-from-traditional-healers/3437180.html http://www.voashona.com/a/zimbabweans-seek-medical-help-from-traditional-healers/3437180.html Wed, 27 Jul 2016 19:54:21 +0200 Matongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Bato reDemocratic Party Rokurudzira kuBatana kweNhengo Dzichitsigira Mai Clinton Musangano webato reDemocratic Party wakatanga neMuvhuro kuPhiladelphia, mudunhu rePennslvania, nhengo dzebato iri dziine chinangwa chekusiya kupesana kwakanga kwave mubato iri. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-politics-democratic-party-clinton/3435863.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-politics-democratic-party-clinton/3435863.html Tue, 26 Jul 2016 22:21:34 +0200 Matongerwo eNyikaAmerica Yovhota mu 2016noreply@voanews.com (Chioneso Jani)http://www.voashona.com/a/zimbabwe-politics-democratic-party-clinton/3435863.html#relatedInfoContainer VaTrump Votarisirwa Kutaura paMusangano weRepublican Convention Manheru Ano Vari kutungamira bato remaRepublicans musarudzo dzemutungamiri wenyika yeAmericaVaDonald Trump vange vachitaura pamusangano wavo kana kuti Republican National Convention kuClevaland, Ohio manheru ano. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3429374.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3429374.html Thu, 21 Jul 2016 22:50:24 +0200 Kodzero-dzevanhuMatongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Mutevedzeri weMutungamiri weBato remaRepublicans VaMike Pence Votaura paMusangano Mukuru weBato Iri. Gavhuna weIndiana VaMike Pence avo vakasarudzwa kuti vave mutevedzeri wemutungamiri webato remaRepublicans, VaDonald Trump vari kutarisirwa kutaura manheru ano pamusangano wemaRepublicans we Republican National Convention ku Cleveland, Ohio. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3427765.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3427765.html Wed, 20 Jul 2016 23:24:37 +0200 Kodzero-dzevanhuMatongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Vechidiki Vokurudzirwa Kubatana Vachizvishandira Murunyararo Mukuru wesangano re Centre for Youth Empowerment and Development Trust ( CYEDT) VaHenry Muwungani vanoti vechidiki vanofanira kuita mushandirapamwe voshanda murunyaroro kuyedza kuunza pundutso muhupenyu hwavo. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3349377.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3349377.html Sat, 28 May 2016 00:31:39 +0200 Matongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Sangano reYou Count International Robatsira VeChidiki Sangano rakazvimirira roga reYou Count International rinoti rasimbaradza kubatsira vechidiki vari munyaya dzezvekurima riine danho rekuti vasanonge svosve nemuromo. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3346106.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3346106.html Thu, 26 May 2016 00:09:10 +0200 Mari-nehupfuminoreply@voanews.com (Chioneso Jani) VeChidiki Vokurudzirwa Kuita Mishandirapamwe Kuti Vazviitire Mabasa eMaoko Mutungamiri wesangano reMutasa Youth Forum Trust VaLloyd Munguma vanoti vechidiki vanofanira kuita mushandirapamwe kuti vazvitangire mabasa avo kwete kungomirira hurumende iyo iri kutatarika kugadzirisa hupfumi parizvino. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3337844.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3337844.html Thu, 19 May 2016 23:50:43 +0200 Matongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Muimbi weChitendero Oparidza Vhangeri Kuburikidza neNziyo Mumwe mukomana wechidiki ane makore makumi matatu nematanhatu Tafadzwa Chiwaridzo anoti ari kushandisa chipo chake chekuimba mukuparidza vhangeri. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-muimbi/3327797.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-muimbi/3327797.html Thu, 12 May 2016 21:45:24 +0200 Mitambonoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Sangano reMen of Valor, Purpose and Vision Ministry Robatsira Vanakomana Kuti Vave VanaSaimba Vane Chiremera Sangano ravarume vanoita zvechitendero reMen of Valor, Purpose and Vision Ministry kana kuti MVPV rinoti rine hurongwa hwekusimudzira vanakomana kuti vakwanise kuzoita vanasaimba vanoremekedzeka. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3322365.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3322365.html Tue, 10 May 2016 00:18:55 +0200 Kodzero-dzevanhunoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Vafundisi Vopa Pfungwa Dzavo Pamusoro peKutoresa Vana Vechikoro Mhiko Munyika mune kukandirana makobvu nematete pakati pevanhu vasiri kuwirirana nenyaya yekuti vana vechikoro votora mhiko here kana kuti kwete. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-mhiko/3317444.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-mhiko/3317444.html Fri, 06 May 2016 01:04:51 +0200 Kodzero-dzevanhunoreply@voanews.com (Chioneso Jani) ZEC Yotenda Kuti Humhizha MUkufambiswa kweMashoko Hunogona Kushandiswa Kudzidzisa Vanhu neZvesarudzo Mukuru we Zimbabwe Youth Council VaSungano Chisina vanoti vechidiki vakadzidza zvakawanda kubva kumusangano wange uri kuitwa nesangano nesangano revechidiki reNational Association of Youth Organizations kana kuti NAYO kuKadoma. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3309051.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika/3309051.html Fri, 29 Apr 2016 23:03:05 +0200 Matongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Vechidiki Voita Musangano weKushandisa Humhizha hweChizvino Zvino Rimwe sangano revechidiki reNational Association of Youth Organizations, NAYO, nemusi weChipiri rakaparura chirongwa chekudzidzisa vechidiki nezvekushandisa michina yechizvino zvino kana kuti digital media kuti vapinde muzvirongwa zvehutongi hwejekerere zvakaita sesarudzo nezvimwe. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika-youths/3303904.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika-youths/3303904.html Wed, 27 Apr 2016 00:15:52 +0200 Kodzero-dzevanhuMatongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani)http://www.voashona.com/a/zimbabwe-matongerwo-enyika-youths/3303904.html#relatedInfoContainer Vechidiki Vokurudzirwa Kubatsira Mukurwisa Chirwere cheMalaria Zimbabwe nemusi weMuvhuro yakabatana nenyika dzepasi rose mukucherechedza zuva reMalaria uye vanhu zvikamu makumi mashanu kubva muzana vakatarisana nedambudziko rekubatwa nechirwere ichi. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-malaria-sithole/3303668.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-malaria-sithole/3303668.html Tue, 26 Apr 2016 20:29:27 +0200 Kodzero-dzevanhunoreply@voanews.com (Chioneso Jani)http://www.voashona.com/a/zimbabwe-malaria-sithole/3303668.html#relatedInfoContainer VeChidiki Vokurudzirwa Kuzvivambira Mabhizimisi Avo Chipangamazano munyaya dzezvemabhizimisi muzvare Geraldine Kasambara avo vanoshanda nekambani ye143 Communications vanoti vechidiki munyika vanofanira kusunga dzisimbe kuti vakwanise kubudirira munyaya dzezvemabhizimisi. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-hupfumi/3284586.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-hupfumi/3284586.html Thu, 14 Apr 2016 00:06:12 +0200 Mari-nehupfuminoreply@voanews.com (Chioneso Jani) Vechidiki Voita Mabasa eKuchera Zviwanikwa Mutungamiriri weZimbabwe Allied Youth in Mining ari zvakare mukuru anoona nezvevechidiki kuZimbabwe Youth Council VaSungano Chisina vanoti hurumende inofanira kubatsira vechidiki vari mumabasa ekuchera zviwanikwa kuti mabasa avo asimukire. http://www.voashona.com/a/zimbabwe-hupfumi/3280158.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-hupfumi/3280158.html Mon, 11 Apr 2016 22:22:50 +0200 Mari-nehupfumiMatongerwo eNyikanoreply@voanews.com (Chioneso Jani)http://www.voashona.com/a/zimbabwe-hupfumi/3280158.html#relatedInfoContainer MaKristu Oenderera Mberi Nekucherechedza Zuva reEaster Makristu akawanda munyika vainge vachipembererera zuva reEaster neMuvhuro rinova zuva rekupedzisira rekurangairira kufa nekumuka kwaJesu http://www.voashona.com/a/zimbabwe-makristu/3258465.html http://www.voashona.com/a/zimbabwe-makristu/3258465.html Mon, 28 Mar 2016 22:25:55 +0200 Kodzero-dzevanhunoreply@voanews.com (Chioneso Jani)