Kodzero-dzevanhu
-
Kubvumbi 07, 2016
DMC Yobhadhariswa Mari yeKusvibisa Nzizi kwaMarange
Kambani yeDiamond Mining Company kana kuti DMC nemusi weChitatu yakabhadhariswa churu chimwe chete chemadhora nemhosva yekusvibisa mvura yemumarwizi anoti Save naSingwizi kwaChiyadzwa, Marange kuManicaland.
-
Kubvumbi 06, 2016
Mapurisa Orambidza Madzimai Kuratidzira neNyaya yeVamwe Vavo Vari Muhunhapwa kuKuwait
Mapurisa anodzivirira mvongamupopoto nhasi adzivisa madzimai ange achida kuratidzira muHarare achinyunyuta nezve kunonoka kudzoka muhunhapwa kwemamwe madzimai emuZimbabwe ari kuKuwait.
-
Kubvumbi 05, 2016
Masangano emaMadzimai Oratidzira neNyaya yeKubatwa seNhapwa kweVamwe kuKuwait
Masangano anorwira kodzero dzemadzimai anoti Zimbabwe Women In Politics Alliance ne Zimbabwe Activist Alliance nemamwewo arikuronga kuratidzira nemusi weChitatu muHarare pamuzinda we Kuwait vachiti madzimai nevanasikana vari kushanda senhapwa munyika iyi vadzorwe kumusha nechimbi chimbi.
-
Kubvumbi 04, 2016
Veruzhinji Vokurudzira Kushandiswa kweNzira Dzinodzivirira Vanhukadzi kuHIV
Vanorwira kodzero dzehutano hwevanhukadzi muZimbabwe vanoti vanhukadzi vari parumana nzombe munyaya dzeHIV/AIDS nekuti hapana nzira dzekuti munhukadzi azvidzivirire kubva kuhutachiona pasina kutaurirana nemurume waanenge achisangana naye.
-
Kubvumbi 01, 2016
Zanu PF Yoita Nguruve Iri Kuzvikanga neMafuta Ayo
Sangano ravana chipangamazano reZimbabwe Democracy Institute, ZDI, rinoti zvinhu zvanyanyisa kuita manyama amire nerongo mubato reZanu-PF zvisati zvamboonekwa munhoroondo yebato iri zvekuti rinogona kukundwa musarudzo nemapato anopikisa.
-
Kubvumbi 01, 2016
Kuratidzira kweMDC-T Koitwa Musi wa14 Kubvumbi
Izvi zvinotevera danho ratorwa nebazi rinoona nzvekuchengetedzwa kwerunyararo reJoint Operation Command, iro rati kuratidzira kweMDC-T kuri kuitwa musi uchange mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vachisangana nevaimbove varwiri verusununguko.
-
Kurume 31, 2016
Chipatara cheHarare Central Chovhara Divi reKunosvikira Varwere
Kuramwa mabasa kwavanachiremba vachangopedza zvidzidzo zvavo kwakonzera kuvharwa kwenzvimbo inosvikira varwere kuchipatara cheHarare Central sezvo vanachiremba vashoma vari kushanda pachipatara apa vachinzi vawandirwa nebasa.
-
Kurume 31, 2016
VaKasukuwere Voendeswa kuMatare neMasangano eVagari
Gurukota rinoona nezvematunhu, VaSaviour Kasukuwere, kanzuru yeHarare uye muchuchusi mukuru wehurumende, VaPrince Machaya, vaendeswa kudare repamusoro nevemasangano anomirira vagari muHarare neChitungwiza.
-
Kurume 31, 2016
VaBiti naVaMangwana Vozeya Mashoko Ava Mugabe kuJapan
Mutungamiri we People’s Democratic Party, Va Tendai Biti, vanoti vanhu vemuZimbabwe vari kutyora kodzero dzaVaMugabe nekuvasiya vari pabasa ivo vachiratidza kuti vaneta uye vakwegura.
-
Kurume 31, 2016
Hurumende Yotadza Kubhadhara Mabhonasi Avana Chiremba
Zvinhu hazvinawo kumira zvakanaka kuhurumende iyo nemusi weChitatu yakatadza kubhadhara vanachiremba mari dzavo dzemabhonasi sezvayainge yakavimbisa.
-
Kurume 30, 2016
VaMugabe Voshorerwa Mashoko Avakataura kuJapan
Mapato anopikisa ari kushora zvikuru mashoko emutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, ekuti vakada kuenda pamudyandigere mhuri yeZimbabwe inova nekurwadziwa kwakanyanya sezvo vanhu vakawanda vachivatsigira.
Mungangodewo
-
Matongerwo eNyika
VaMugabe Vanoudza Vakarwa Hondo Kuti Havasi Kuzosiya Chigaro
-
Kodzero-dzevanhu
DMC Yobhadhariswa Mari yeKusvibisa Nzizi kwaMarange
-
Mitambo
MaMighty Warriors Okunda Shepolopolo yekuZambia muMakwikwi eAfrican Women Cup
-
Matongerwo eNyika
Hama neShamwari dzaVaItai Dzamara Dzoratidzira
-
Matongerwo eNyika
Mapurisa Orambidza Madzimai Kuratidzira neNyaya yeVamwe Vavo Vari Muhunhapwa kuKuwait