Sunday, November 16, 2014 Local time: 14:34
Audio menu
 Nhau dzeShona 1700
 Studio 7 for Zimbabwe
 Indaba


Nhau / Africa

Vagari Voronga Kunetsana neKanzuru yeHarare

Harare Residents
x
Harare Residents
Jonga Kandemiiri

Rimwe sangano revagari vemuHarare, re Harare Residents Trust, rinoti richakurudzira vagari vane zvikwereti kukanzuru kuti varambe kuvharirwa mvura yavo.

Izvi zvinotevera chiziviso chaitwa nekanzuru yeguta reHarare chekuti ichavhara mvura kune vagari vanga vasingabhadhare mitero kwemwedzi mitatu yadarika.

Kanzuru inonzi yapawo meya weguta, VaBernard Manyenyeni, mutoro wekuti vateverewo zvikwereti zvine mahofisi makuru akaita seehurumende, makanzuru akapoteredza guta reHarare, vadare veparamende pamwe nemakurukota, avo vanonzi vane zvikwereti zvinoita mamiriyoni emadhora.

Mukuru wesangano reHarare Residents Trust, VaPrecious Shumba, vanoti kanzuru haifanirwe kuvharira vagari mvura sezvo iri kodzero yemunhu wese kuti awane mvura pasi pebumbiro remitemo yenyika.

Asi VaManyenyeni vanoti kanzuru yavo haidi kutanga hondo nevagari, asi kuti vashande pamwe mukusimudzira guta kuburikidza nekuti vagari vabhadharewo zvikwereti zvavo.

You May Like

 VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe

VaRutanhire Vanoti Mweya yeMagamba Asina Kuvigwa Zvakanaka Yopfukira Zanu PF

Imwe nhengo yeZanu Politiburo inoti makakatanwa ari mubato iri ari kukonzerwa nemweya yemagamba asina kuvigwa zvakanaka munyika pamwe nekuMozambique neZambia munguva yehondo. Onai zvimwe

 LiveTalk TV

Onai zvimwe

VaPorusingazi naVaSibanda Vanoti Havazive Chavadzingirwa neZanu PF

Dzimwe nhengo dzakambomiswa basa kwemakore mashanu nekomiti yepamusoro yeZanu PF dzinoti hadzisi kutomboziva kuti mhosva dzadziri kupomerwa ndedzeyi. Onai zvimwe

Chimwe Chikwata cheVakarwa Hondo Choronga Musangano weCongress

Chimwe chikwata chevakarwa hondo chinofungidzirwa kuti chiri kudivi riri kutsigira gurukota rezvemitemo, VaEmmerson Mnangwagwa, chinonzi chiri kuita musangano weextra ordinary congress neMugovera kuMasvingo Onai zvimwe

Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu

Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00

UTC Time: 1700

Nguva yeChirongwa 30

Tererai МР3 | Windows Media

Nyaya Ina Loirdham Moyo

Nyaya Ina Thomas Chiripasi

LiveTalk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate.

Schedule:

Monday-Friday

Local Time: 8:30-9:00 p.m.

UTC Time: 1830-1900

Duration: Weekdays: 30 minutes

 

Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

Studio 7

Studio 7 for Zimbabwe provides comprehensive and reliable radio news seven days a week on AM, shortwave and satellite
 

Schedule: Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m.

Local Time: 7-9 p.m.

UTC Time: 1700-1900

Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

Listen: MP3

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu

Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00

UTC Time: 1700

Nguva yeChirongwa 30

Tererai МР3 | Windows Media

Hurukuro naVaMax Mkandla

Nyaya Ina Taurai Shava


This forum has been closed.
Comments
     
There are no comments in this forum. Be first and add one
  • 30 min

    Nhau dzeShona

    Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time:...

  • 5 min

    Nyaya Ina Loirdham Moyo

  • 1
  • 2

Chirongwa

English Mp3    |  Live 1730 UTC

Shona Mp3      |  Live 1700 UTC

Ndebele Mp3   |  Live 1800 UTC

LiveTalk Mp3  |  Live 1830 UTC

Studio7 Mp3  |  Live 1700-1900 UTC

Facebook

 

Most Popular

Most Viewed
  1. Masachigaro Anotsigira Amai Mujuru Ombomiswa Basa muZanu-PF
  2. MDC-T Inoudza Paramende Kuti Idzinge VaBiti neVamwe Vavo
  3. Nhengo yeveChidiki muZanu-PF VaJim Kunaka Vanopambwa uye Kurohwa Zvakaipisisa
  4. Gweta raVaDzamara Roronga Kuripisa Hurumende
  5. Dzamara neVamwe Vake Vanorohwa Zvakaipisisa neMapurisa muHarare