Wednesday, August 27, 2014 Local time: 05:08
Audio menu
 Nhau dzeShona 1700
 Studio 7 for Zimbabwe
 Indaba


  • Vashandi veStanbic Vanoratidzira muHarare

    Vashandi vebhanga re Stanbic vanodarika zana varatidzira mu Harare neMuvhuro vachiti havasi kufara nemari dzavari kutambiriswa nebhanga iri.

  • Kanzuru yeGwanda Yotadza Kuwirirana neVashandi Vayo paNyaya dzeMihoro

    Musangano pakati pevamiriri vevashandi vekanzuru yeGwanda nevamiriri vebazi rezvevashandi waitwa neMuvhuro unonzi hauna chimuko chawaburitsa sezvo mapoka maviri aya atadza kuwirirana

  • VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano neZanu PF Hadzina Chimuko

    Mutungamiri we MDC, Va Morgan Tsvangirai, vanoti bato ravo harichade zvenhaurirano ne Zanu PF dzekuedza kupedza matambudziko akatarisana nenyika vachiti chave kudikanwa kuvandudza mitemo yose inoita kuti munyika muve nehutongi hwejekerere.

  • Vanhu Vochemachema muHarare neMari dzeMakombi

    Sachigaro werimwe sangano revagari vemuHarare, reCombined Harare Residents Association, VaSimbarashe Moyo, vanoti vemakombi vave kubhadharisa dhora rimwe chete parwendo rwaisibhadharwa masendi makumi mashanu kana maranzi mashanu.

  • Vagari muGweru Vofarira Kuuya kweNhepfenyuro yeDunhu Iri

    Vamwe vagari vemumadhorobha eGweru neZvishavane vanoti vari kufara nehurongwa hweBroadcasting Authority of Zimbabwe hwekuda kupa marezinezi kunhepfenyuro dzakazvimirira dzega kuti dzitepfenyure.

  • Kuurayiwa kwaMichael Brown muAmerica Kozeyiwawo muZimbabwe

    Michael Brown akapfuurwa akafa musi wa 9 Nyamavhuvhu, uye munhu mutema achipfuurwa nemupurisa wechichena, Darren Wilson.

  • Kanzuru yeChitungwiza Yoenderera Mberi Ichimbomisa Vashandi Mabasa

    Kanzuru yeChitungwiza inonzi yaenderera mberi nekupa vamwe vashandi matsamba ekumbovamisa mabasa vachinzi vakarovha mabasa panguva iyo vashandi vairamwa mabasa mwedzi wapera

  • Makambani Oramba Achivharwa muZimbabwe

    Sangano reConfederation of Zimbabwe Industries, CZI, rinoti maindasitiri emunyika ari kushanda ari pazvikamu makumi matatu kubva muzana.

  • Zimbabwe Yoyambira Vanhu Kusashanyira Nyika Dzine Ebola

    Hurumende inoti vanhu vanofanirwa kumbomira kushanyira nyika dzemu West Africa dzakatarisana nedambudziko rechirwere che Ebola.

  • Dare: Hurumende Ngaiferefete Kurohwa Kwakaitwa Amai Bunjira veMDC-T

    Dare ramejasitiriti remu Harare rakomekedza hurumende kuti iferefete kurohwa kwakaitwa nhengo yeparamende ye MDC-T pamwe nedzimwe nhengo dzebato iri pakuratidzirwa kwakaitwa nevechidiki vebato iri mu Harare neMuvhuro

  • Vakabviswa kuChingwizi Voziya neNzara kuNuanetsi

    Vagari vekuNuanetsi Ranch avo vakabviswa nechisimba nemapurisa kuChingwizi mudunhu reMasvingo vanoti vari kuziya nenzara sezvo hurumende isiri kuvapa chikafu.

  • Kukandirana Makobvu neMatete VaMugabe Vakatarisa Kotsviriridza muZanu-PF

    Kunetsana muZanu PF kwasvika pachinhanho chepamusoro soro vakuru mubato vachishorwa pamwe nekufumurwa pachena nevadiki vavo mubato.

  • Mapurisa Anozvindikita Pamwe neKusunga Nhengo dzeMDC-T muHarare

    Nhengo dzeboka revechidiki mupurovhinzi ye Harare dzaungana panosangana migwagwa inoti Jason Moyo Avenue na Julius Nyerere Way ndokutanga kuratidzira dzichifamba nemuna Julius Nyerere Way.

previous
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
next
  • Vashandi veStanbic Vanoratidzira muHarare
  • Kanzuru yeGwanda Yotadza Kuwirirana neVashandi Vayo paNyaya dzeMihoro
  • VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano neZanu PF Hadzina Chimuko
  • Vanhu Vochemachema muHarare neMari dzeMakombi
  • Vagari muGweru Vofarira Kuuya kweNhepfenyuro yeDunhu Iri
  • Kuurayiwa kwaMichael Brown muAmerica Kozeyiwawo muZimbabwe
  • Kanzuru yeChitungwiza Yoenderera Mberi Ichimbomisa Vashandi Mabasa
  • Makambani Oramba Achivharwa muZimbabwe
  • Zimbabwe Yoyambira Vanhu Kusashanyira Nyika Dzine Ebola
  • Chitungwiza Inombomisa Basa Vashandi Vanodarika Zana
  • Dare: Hurumende Ngaiferefete Kurohwa Kwakaitwa Amai Bunjira veMDC-T
  • Vakabviswa kuChingwizi Voziya neNzara kuNuanetsi

Studio 7

Nhau dzeShona

Hurukuro naVaJaphet Moyo

Chirongwa

English |  MP3

Shona |  MP3

Ndebele |  MP3

LiveTalk |  MP3

DZIMWE NHAU

Vashandi veStanbic Vanoratidzira muHarare

Vashandi vebhanga re Stanbic vanodarika zana varatidzira mu Harare neMuvhuro vachiti havasi kufara nemari dzavari kutambiriswa nebhanga iri.
Onai zvimwe

Kanzuru yeGwanda Yotadza Kuwirirana neVashandi Vayo paNyaya dzeMihoro

Musangano pakati pevamiriri vevashandi vekanzuru yeGwanda nevamiriri vebazi rezvevashandi waitwa neMuvhuro unonzi hauna chimuko chawaburitsa sezvo mapoka maviri aya atadza kuwirirana
Onai zvimwe

VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano neZanu PF Hadzina Chimuko

Mutungamiri we MDC, Va Morgan Tsvangirai, vanoti bato ravo harichade zvenhaurirano ne Zanu PF dzekuedza kupedza matambudziko akatarisana nenyika vachiti chave kudikanwa kuvandudza mitemo yose inoita kuti munyika muve nehutongi hwejekerere.
Onai zvimwe

Vanhu Vochemachema muHarare neMari dzeMakombi

Sachigaro werimwe sangano revagari vemuHarare, reCombined Harare Residents Association, VaSimbarashe Moyo, vanoti vemakombi vave kubhadharisa dhora rimwe chete parwendo rwaisibhadharwa masendi makumi mashanu kana maranzi mashanu.
Onai zvimwe

Vagari muGweru Vofarira Kuuya kweNhepfenyuro yeDunhu Iri

Vamwe vagari vemumadhorobha eGweru neZvishavane vanoti vari kufara nehurongwa hweBroadcasting Authority of Zimbabwe hwekuda kupa marezinezi kunhepfenyuro dzakazvimirira dzega kuti dzitepfenyure.
Onai zvimwe

Sangano revanhu

  • Kanzuru yeGwanda Yotadza Kuwirirana neVashandi Vayo paNyaya dzeMihoro
  • VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano neZanu PF Hadzina Chimuko
  • Vanhu Vochemachema muHarare neMari dzeMakombi

Dzidzo

  • Zimbabwe Yoyambira Vanhu Kusashanyira Nyika Dzine Ebola
  • Dare: Hurumende Ngaiferefete Kurohwa Kwakaitwa Amai Bunjira veMDC-T
  • Kukandirana Makobvu neMatete VaMugabe Vakatarisa Kotsviriridza muZanu-PF

Mari nehupfumi

  • Vashandi veStanbic Vanoratidzira muHarare
  • Kanzuru yeGwanda Yotadza Kuwirirana neVashandi Vayo paNyaya dzeMihoro
  • VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano neZanu PF Hadzina Chimuko

Chikafu nekurima

  • Vashandi veStanbic Vanoratidzira muHarare
  • Makambani Oramba Achivharwa muZimbabwe
  • Dare: Hurumende Ngaiferefete Kurohwa Kwakaitwa Amai Bunjira veMDC-T

Kodzero dzevanhu

  • Vashandi veStanbic Vanoratidzira muHarare
  • VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano neZanu PF Hadzina Chimuko
  • Vagari muGweru Vofarira Kuuya kweNhepfenyuro yeDunhu Iri

Mitambo

  • Vatambi veHighlanders Voramwa Basa Vachiti Vanoda Mari Dzavo
  • Zifa Inodoma Achatungamira Vatsigiri veNhabvu

Live Talk: 1830 - 1930 UTC

LiveTalk On Demand

Your JavaScript is turned off or you have an old version of Adobe's Flash Player. Get the latest Flash player.
LiveTalk TVi
▶ || 0:00:00
... ⇱  
  • 270p / 81.0MB
  • 360p / 110.0MB
  • 480p / 170.0MB
 
🔇
X
26.08.2014 18:30

Mubvunzo

Poll archive

Seyi masarudza nhau idzi?

Facebook

 

iOS and Android Apps

Most Popular

Most Viewed
  1. VaTsvangirai Vanoti Nhaurirano neZanu PF Hadzina Chimuko
  2. Kukandirana Makobvu neMatete VaMugabe Vakatarisa Kotsviriridza muZanu-PF
  3. Vanhu Vochemachema muHarare neMari dzeMakombi
  4. Dare: Hurumende Ngaiferefete Kurohwa Kwakaitwa Amai Bunjira veMDC-T
  5. Makambani Oramba Achivharwa muZimbabwe